Bhaibheri Rinoti Kudii Nezve Uchenjeri? — Nheyo · Magwaro eKJV ane Nhamba dzaStrong — Bible Quiz
For each reference below, choose what that verse teaches. Your score appears at the end.
This is the graded quiz. Pass it to earn credit toward your Ministry Certificate of Endorsement.
Psalm 111:10 — Kutya Jehovha ndiwo mavambo enjere; vose vanotevera ________ yake vanonzwisisa. Kurumbidzwa ndokwake nokusingaperi.
makore
nziyo
mitemo
Proverbs 2:4 — uye kana ukahutsvaka sounotsvaka sirivha nokuhutsvaka sounotsvaka ________ yakavanzwa
pfuma
usazvidza
ndinoona
Ecclesiastes 12:13 — Zvino zvose zvanzwikwa; houno mugumo wenyaya yacho: Itya Mwari uchengete ________ yake, nokuti iri ndiro basa rose romunhu.
shamwari
mirayiro
aritari
Psalm 103:11 — Nokuti sokukwirira kwaakaita ________ kumusoro kwenyika, ndizvo zvakaita kukura kworudo rwake kuna vanomutya;
kure
shoko
kudenga
2 Corinthians 7:1 — Shamwari dzinodikanwa, sezvo tine ________ izvi, ngatizvinatsei kubva pazvinhu zvinosvibisa muviri nomweya, tichikwanisa utsvene pakutya Mwari.
zvipikirwa
nezvigaro
nemifananidzo
Philippians 2:12 — Naizvozvo, shamwari dzangu dzinodiwa, sezvamunogara muchiteerera, kwete ndiripo bedzi, asi zvino zvikuru ndisipo, rambai muchishandira ruponeso ________ nokutya nokudedera
rwenyu
simba
zvivi
Psalm 103:17 — Asi kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi, ________ rwaJehovha rwuri pane avo vanomutya, nokururama kwake kuvana vavana vavo
rudo
rwenyu
kwenyu
Link copied
Has this study helped you? Share a short or your full testimony — your story helps someone else find this site.
Save your progress
Optional. You never need an account to use this site.
Keep your quiz scores and your certificate if you change phone or clear your browser.
Restore progress
Restoring replaces the progress on this device, and any certificate you print afterwards will carry the name on the record.
