Bhaibheri Rinoti Kudini Nezve Ruzivo? — Nheyo · Magwaro eKJV ane Nhamba dzaStrong's — Bible Quiz
For each reference below, choose what that verse teaches. Your score appears at the end.
This is the graded quiz. Pass it to earn credit toward your Ministry Certificate of Endorsement.
Proverbs 11:9 — Munhu asina umwari anoparadza ________ wake nomuromo wake, asi kubudikidza nezivo akarurama anopunyuka.
muvakidzani
simba
muvengi
Proverbs 15:14 — Mwoyo unonzvera unotsvaka ruzivo, asi muromo webenzi unodya ________.
mutengo
kuranga
upenzi
Proverbs 18:15 — Mwoyo woune njere unowana ruzivo, ________ dzowakachenjera dzinorutsvaka.
korona
nzeve
imba
Isaiah 5:13 — Naizvozvo vanhu vangu vachapinda muutapwa, nokuda kwokushayiwa zivo; vanokudzwa vavo vachafa ________, uye vazhinji vavo vachafa nenyota.
museve
nedutu
nenzara
Luke 4:18 — “Mweya waShe uri pamusoro pangu, nokuti akandizodza kuti ndiparidze ________ kuvarombo. Akandituma kuti ndiparidze rusununguko kuna vakasungwa uye kuti vasingaoni vaone, kuti ndisunungure vakamanikidzwa
vhangeri
nenzwi
mubati
2 Timothy 2:25 — Vaya vanomupikisa anofanira kuvadzidzisa nounyoro, aine ________ yokuti Mwari achavapa kutendeuka vagoziva chokwadi
tariro
vhangeri
pakutanga
1 Corinthians 3:1 — Hama, ndakanga ndisingagoni kutaura nemi savanhu vomweya asi savanhu venyama, vacheche ________ muna Kristu.
pavanhu
mbiriso
zvavo
1 Corinthians 3:2 — Ndakakupai ________, kwete zvokudya zvikukutu, nokuti makanga musingagoni kudya. Zvirokwazvo, hamusati mava kugona kudya nazvino.
chisimbiso
yakafanira
mukaka
Romans 10:2 — Nokuti ndinovapupurira kuti vanoshingairira Mwari, asi ________ kwavo havakuiti nokuziva.
vabereki
jeko
kushingairira
Link copied
Has this study helped you? Share a short or your full testimony — your story helps someone else find this site.
Save your progress
Optional. You never need an account to use this site.
Keep your quiz scores and your certificate if you change phone or clear your browser.
Restore progress
Restoring replaces the progress on this device, and any certificate you print afterwards will carry the name on the record.
