Ndinofanira Kuita Sei Kuti Ndiponeswe? — Chikamu 2 · Magwaro eKJV ane Nhamba dzaStrong — Bible Quiz
For each reference below, choose what that verse teaches. Your score appears at the end.
This is the graded quiz. Pass it to earn credit toward your Ministry Certificate of Endorsement.
Matthew 16:24 — Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana paine ________ kunditevera, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere.
upombwe
anoda
mupenyu
Luke 9:23 — Ipapo akati kwavari vose, “Kana munhu achida kunditevera, anofanira kuzviramba atore muchinjikwa wake ________ rimwe nerimwe agonditevera.
zuva
kudenga
zvirokwazvo
Acts 17:11 — Zvino vaBheria vakanga vane tsika dzakanaka kupfuura vaTesaronika, nokuti vakagamuchira shoko nemwoyo inodisisa uye vachinzvera ________ zuva rimwe nerimwe kuti vaone kana zvairehwa naPauro zvaiva izvo.
kumhepo
Magwaro
venhaka
Psalm 68:19 — Ishe ngaarumbidzwe, Mwari ________ wedu, anotakura mitoro yedu zuva nezuva. Sera
Wamasimba
muJudha
Muponesi
Galatians 5:16 — Saka ndinoti, raramai noMweya, uye hamungazofadzi ________ nokuchiva kwayo.
anosiya
nyama
ndinozvidemba
Galatians 5:22 — Asi chibereko choMweya ndirwo ________, mufaro, rugare, mwoyo murefu, unyoro, kunaka, kutendeka
rudo
zvivi
mhosva
Philippians 2:12 — Naizvozvo, shamwari dzangu dzinodiwa, sezvamunogara muchiteerera, kwete ndiripo bedzi, asi zvino zvikuru ndisipo, rambai muchishandira ruponeso ________ nokutya nokudedera
rwenyu
simba
zvivi
Deuteronomy 6:6 — ________ iyi yandinokupai nhasi inofanira kuva mumwoyo yenyu.
Mirayiro
meso
nzira
Proverbs 22:6 — Rovedza ________ munzira yaanofanira kufamba nayo, uye kana achinge akura haazotsauki kubva pairi.
ndinoona
mwana
namano
Joshua 24:15 — Asi kana kushumira Jehovha kusingakufadzei, zvino zvisarudzirei nhasi wamuchashumira, vamwari vaishumirwa namadzitateguru enyu ________ kwoRwizi kana vamwari vavaAmori, munyika mamugere. Asi kana ndirini neimba yangu tichashumira Jehovha.”
mhiri
mubhuku
kumabvazuva
2 Timothy 1:5 — Ndinoyeuchidzwa kutenda kwako kusinganyengeri, kwakanga kuri muna mbuya vako Roisi uye nomuna mai vako Yunisi ________, uye zvino ndinoziva kuti kunogarawo mauri.
vhangeri
pakutanga
tariro
Deuteronomy 7:9 — Naizvozvo zivai kuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari; iye ndiMwari akatendeka anochengeta ________ yake yorudo kusvikira kumarudzi ane chiuru chamarudzi kuna avo vanomuda uye vanochengeta mirayiro yake.
mai
mwanasikana
sungano
Exodus 16:21 — ________ oga oga munhu mumwe nomumwe akaunganidza zvaimukwanira, uye zuva parakanga ropisa, zvakanyungudika.
Rokusangana
Mangwanani
ropa
Link copied
Has this study helped you? Share a short or your full testimony — your story helps someone else find this site.
Save your progress
Optional. You never need an account to use this site.
Keep your quiz scores and your certificate if you change phone or clear your browser.
Restore progress
Restoring replaces the progress on this device, and any certificate you print afterwards will carry the name on the record.
