🌐 Language
'Olelo Hawai'iAfaan Oromoobahasa IndonesiaBelarusianBrezhonegCebuanoChamorroChichewachiShonaChongthuCiyawoDanskDeutschEestiEnglishEspañolEsperantoeʋegbeFrançaisHausaHrvatskiIgboIlocanoItalianoKikuyuKiswahiliKiyombiKreyòl AyisyenLatinaLatviešulietuviųLingálaLugandaMagyarMahasuiMāoriNederlandsNorskPohnpeianPolskiPortuguêsQach’abelRomaniRomânăSanskritSetswanaShqipsrpski jezikSuomiSvenskaTagalogTiếng ViệtTonganTwiTürkçeUyghur tiliYorùbáÍslenskaČeštinaБългарскиРусскийУкраїнськаעבריתاردوالعربيةفارسیكوردی سۆرانیअहिराणी‎नेपालीभद्रवाही‎मराठीमानक हिन्दी‎हरियाणवी‎অসমীয়াবাংলাਪੰਜਾਬੀગુજરાતીଓଡ଼ିଆ‎தமிழ்తెలుగుಕನ್ನಡമലയാളംไทยဗမာἙλληνική中文日本語한국어+ All languages
See More Jesus

Jesu Ndiani? — Chidzidzo cheBhaibheri cheKJV chine Nhamba dzaStrong — Bible Quiz

For each reference below, choose what that verse teaches. Your score appears at the end.

This is the graded quiz. Pass it to earn credit toward your Ministry Certificate of Endorsement.

Isaya 9:6 — Nokuti takazvarirwa mwana, takapiwa mwanakomana, uye umambo huchava pamapfudzi ake. Uye achanzi ________ Rinoshamisa, Mwari Ane Simba, Baba Vokusingaperi, Muchinda woRugare.
Gota
chetsoka
ukuru
Genesisi 1:26 — Ipapo Mwari akati, “Ngatiitei munhu nomufananidzo wedu, akafanana nesu, uye ngavave nesimba pamusoro pehove dzegungwa napamusoro peshiri ________, napamusoro pemombe, napamusoro penyika yose, uye napamusoro pezvisikwa zvose zvinokambaira panyika.”
dzedenga
wavarindi
Mutambo
Johani 8:56 — Baba venyu ________ vakafara pavakafunga kuti vachaona zuva rangu; vakariona uye vakafara.”
Abhurahama
weNazareta
Nebhukadhinezari
Maraki 3:1 — “Tarirai, ndichatuma nhume yangu, uyo achagadzira ________ pamberi pangu. Ipapo Ishe wamunotsvaka, achasvika pakarepo patemberi yake; mutumwa wesungano, wamunoshuva, achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.
muranda
mwoyo
nzira
Genesisi 22:2 — Ipapo Mwari akati, “________ mwanakomana wako, mwanakomana wako mumwe oga, Isaka, iye waunoda, uende kunyika yeMoria. Umubayire ikoko sechipiriso chinopiswa pane rimwe gomo randichakuudza.”
Tora
Shera
Metusera
Johani 19:17 — Akatakura ________ wake, akabuda akaenda kunzvimbo yeDehenya (zvichireva kuti Gorogota muchiHebheru).
chetsoka
chimiro
muchinjikwa
Johani 1:29 — Chifume chamangwana ________ akaona Jesu achiuya kwaari akati, “Tarirai, Gwayana raMwari, rinobvisa chivi chenyika!
Johani
Abhurahama
Josefa
Isaya 7:14 — Naizvozvo Jehovha pachake achakupai chiratidzo: ________ ichava nemimba uye ichabereka mwanakomana igomutumidza kuti Imanueri.
nyoka
Muka
Mhandara
Mika 5:2 — “Asi iwe, ________ Efurata, kunyange uri muduku pakati pamarudzi aJudha, kwauri kuchandibudira mumwe achava mutongi pamusoro peIsraeri, mavambo ake ndeakare kare, kubva pamazuva akare kare.”
Bheterehema
Obhedhi-Edhomu
yeShushani
Genesisi 3:15 — Uye ndichaisa ruvengo pakati pako nomukadzi, uye pakati porudzi rwako nerwomukadzi; achapwanya ________ wako, uye iwe ucharuma chitsitsinho chake.”
musoro
nzira
simba
Johani 1:1 — ________ pakanga pane Shoko, uye Shoko rakanga riri kuna Mwari, uye Shoko rakanga riri Mwari.
Pakutanga
mhiri
pedyo
Johani 1:14 — Shoko rakava ________ uye rakagara pakati pedu. Takaona kubwinya kwake, kubwinya kwaIye Mumwe Oga, akabva kuna Baba, azere nenyasha uye nechokwadi.
uswa
achifunga
nyama
VaKorose 2:9 — Nokuti muna Kristu ________ kwouMwari kunogara maari pamuviri
chivimbo
kuzara
vachizvinzwa
Johani 5:39 — Munoshingaira kunzvera magwaro nokuti munofunga kuti maari mune upenyu ________. Magwaro iwaya anopupura pamusoro pangu
Rugwaro
mhiri
husingaperi
VaHebheru 9:22 — Zvirokwazvo, murayiro unoda kuti zvinhu zvinenge zvose zvinatswe neropa, uye ________ kuteurwa kweropa hapana kuregererwa.
pasina
kwete
tsitsi
VaHebheru 1:8 — Asi pamusoro poMwanakomana anoti, “Chigaro chenyu ________, imi Mwari, chichagara nokusingaperi-peri, uye kururama kuchava tsvimbo youshe hwenyu.
musoro
sungano
choushe
Mapisarema 110:1 — Jehovha akati kuna She wangu, “Gara kuruoko rwangu rworudyi, kusvikira ndaita vavengi vako chitsiko ________ dzako.”
Mudzikinuri
uchapupu
chetsoka
VaKorose 1:27 — Kwavari, Mwari akasarudza kuti azivise pakati pavaHedheni, pfuma inobwinya yechakavanzika ichi, iye Kristu mamuri, ________ yokubwinya.
tariro
pakutanga
nani
Johani 3:16 — “Nokuti Mwari akada nyika nokudaro, kuti akapa Mwanakomana wake mumwe oga, kuti ani naani anotenda kwaari arege kufa asi ave noupenyu ________.
husingaperi
Rugwaro
mhiri

← Back to the study