Bhaibheri Rinoti Kudini Nezve Uchenjeri? — Chikamu 2 · Magwaro eKJV ane Nhamba dzaStrong — Bible Quiz
For each reference below, choose what that verse teaches. Your score appears at the end.
This is the graded quiz. Pass it to earn credit toward your Ministry Certificate of Endorsement.
1 Kings 3:9 — Naizvozvo ipai muranda wenyu mwoyo unonzwisisa kuti atonge vanhu venyu, kuti ndikwanise kuziva zvakanaka ________; nokuti ndiani angagone kutonga vanhu venyu vakawanda kudai?”
romusidhari
nezvakaipa
shoko
1 Kings 3:12 — ________ zvawakumbira. Ndichakupa mwoyo wakachenjera unonzwisisa, zvokuti hakuna kumbova nomumwe akafanana newe uye hakuchazova nomumwe akafanana newe mushure mako.
mangwanani
ndichaita
zvakaipa
1 Corinthians 1:25 — Nokuti ________ hwaMwari hwakachenjera kupfuura uchenjeri hwomunhu, uye utera hwaMwari hwakasimba kupfuura simba romunhu.
upenzi
hana
kutongwa
1 Corinthians 3:19 — Nokuti uchenjeri hwenyika ino ________ pamberi paMwari. Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Anobata vakachenjera pamano avo,”
kutongwa
kudzingiswa
upenzi
1 Corinthians 1:24 — Asi kuna avo vakadanwa naMwari, zvose ________ navaGiriki, Kristu isimba raMwari nouchenjeri hwaMwari.
muJudha
vaJudha
dzavo
Colossians 2:3 — maari ndimo makachengetwa ________ yose youchenjeri nokuziva.
kwose
murefu
pfuma
James 3:13 — Ndiani akachenjera uye anonzwisisa pakati penyu? Ngaazviratidze ________ hwake hwakanaka, namabasa anoitwa nokuzvininipisa kunobva pauchenjeri.
nemvura
tsitsi
noupenyu
Psalm 111:10 — Kutya Jehovha ndiwo mavambo enjere; vose vanotevera ________ yake vanonzwisisa. Kurumbidzwa ndokwake nokusingaperi.
makore
nziyo
mitemo
Matthew 12:42 — Mambokadzi weZasi achasimuka pakutongwa pamwe chete norudzi urwu uye acharupa mhosva, nokuti akabva kumagumo enyika kuti azoteerera kuuchenjeri hwaSoromoni, uye zvino mukuru kuna ________ ari pano.
Sezvo
Soromoni
Kesari
Link copied
Has this study helped you? Share a short or your full testimony — your story helps someone else find this site.
Save your progress
Optional. You never need an account to use this site.
Keep your quiz scores and your certificate if you change phone or clear your browser.
Restore progress
Restoring replaces the progress on this device, and any certificate you print afterwards will carry the name on the record.
