Bhaibheri Rinoti Kudii Nezve Kushingaira? — Chikamu 2 · Ndima dzeKJV dzine Nhamba dzaStrong — Bible Quiz
For each reference below, choose what that verse teaches. Your score appears at the end.
This is the graded quiz. Pass it to earn credit toward your Ministry Certificate of Endorsement.
Proverbs 22:29 — Unoona munhu ane unyanzvi pabasa rake here? Achashanda pamberi pamadzimambo; haangashandiri vanhu vasina ________.
nomufaro
rwenyu
maturo
Hebrews 6:19 — Tine ________ iyi sechibatiso choMweya, chakasimba chisingazungunuswi. Inopinda mukati mechidzitiro chomutemberi
tariro
pakutanga
nani
Romans 12:8 — kana kuri kukurudzira, ngaakurudzire; kana kuri kupa kuna vanoshayiwa, ngaape nomwoyo wose; kana kuri kutungamirira, ngaabate nokushingaira; kana kuri kunzwira ngoni, ngaaite ________.
nomufaro
rudo
kutongwa
Romans 12:11 — Musatomborega ________, asi pisai pamweya, muchishumira Ishe.
kushingaira
vabereki
chetsoka
Jude 1:3 — ________ dzinodikanwa, kunyange ndakanga ndichishingairira kuti ndinyore kwamuri pamusoro poruponeso rwatinogovana, ndakafunga kuti ndinofanira kunyora ndichikukurudzirai kuti murwire kutenda kwakapiwa vatsvene kamwe.
mirayiro
aritari
Shamwari
2 Peter 1:19 — Uye tine shoko ________ rakasimba kwazvo, uye muchaita zvakanaka kuti muriteerere, rakaita sechiedza chinovhenekera murima, kusvikira utonga hwatsvuka uye nyamasase ichibuda mumwoyo yenyu.
ravaprofita
kunamata
wesuo
Jude 1:21 — Zvichengetei murudo rwaMwari pamunenge muchimirira ngoni dzaIshe wedu Jesu Kristu kuti dzikuuyisei kuupenyu ________.
upombwe
mufudzi
husingaperi
Deuteronomy 6:17 — Chenjererai kuchengeta ________ yaJehovha Mwari wenyu nezvaakatema nemitemo yaakakupai.
mashoko
mirayiro
mitemo
Isaiah 40:31 — asi avo vane tariro muna Jehovha vachavandudza ________ ravo. Vachabhururuka namapapiro samakondo; vachamhanya vasinganeti; vachafamba vasingaziyi.
zita
simba
muranda
2 Peter 1:11 — nokuti muchagamuchirwa ________ mukuru muumambo husingaperi hwaIshe noMuponesi wedu Jesu Kristu.
rudo
nomufaro
simba
Link copied
Has this study helped you? Share a short or your full testimony — your story helps someone else find this site.
Save your progress
Optional. You never need an account to use this site.
Keep your quiz scores and your certificate if you change phone or clear your browser.
Restore progress
Restoring replaces the progress on this device, and any certificate you print afterwards will carry the name on the record.
