Bhaibheri Rinoti Kudii Nezve Kuzvidzora (Temperance)? — Chikamu 2 · Ndima dzeKJV nemaStrong's Numbers — Bible Quiz
For each reference below, choose what that verse teaches. Your score appears at the end.
This is the graded quiz. Pass it to earn credit toward your Ministry Certificate of Endorsement.
VaGaratia 5:22 — Asi chibereko choMweya ndirwo rudo, mufaro, rugare, mwoyo ________, unyoro, kunaka, kutendeka
murefu
kunamata
mudyi
Zvirevo 16:32 — Zviri nani kuva munhu ane mwoyo ________ pane kuva murwi, munhu anozvibata pakutsamwa kwake ari nani pane uyo anotapa guta.
mwenje
nyota
murefu
1 Petro 1:13 — Naizvozvo, ________ dzenyu ngadzigadzirire kushanda, muzvidzore; muise, zvizere, tariro yenyu panyasha dzamuchapiwa pakuonekwa kwaJesu Kristu.
pfungwa
paumambo
munyengetero
1 Petro 5:8 — Muzvidzore uye musvinure. ________ wenyu dhiabhori anofamba-famba achiomba seshumba inotsvaka waingadya.
mwenje
Muvengi
vabereki
1 VaTesaronika 5:8 — Asi sezvo tiri vamasikati, ngatizvidzorei, takapfeka kutenda norudo sechidzitiro ________, netariro yoruponeso senguwani.
korona
guva
chechipfuva
1 VaKorinde 6:12 — Ndinotenderwa zvinhu zvose, asi hazvisi zvose zvinobatsira. Kwandiri zvinhu zvose zvinotenderwa, asi handidi ________ kana nechimwe.
kutongwa
kudzingiswa
upenzi
VaRoma 13:14 — Asi pfekai Ishe Jesu Kristu, uye musatsvaka ________ nyama pakuchiva kwayo.
kufadza
kukudza
murefu
Dhanieri 1:8 — Asi ________ akazvisunga mumwoyo make kuti arege kuzvisvibisa nezvokudya zvamambo newaini yake, uye akakumbira mukuru wamachinda mvumo yokuti arege kuzvisvibisa nenzira iyi.
Samueri
Dhanieri
Esteri
1 VaKorinde 9:25 — Vanhu vose vanopinda mumutambo vanozvirovedza zvakaoma. ________ izvi kuti vawane korona isingagari; asi isu tinozviita kuti tiwane korona inogara nokusingaperi.
Vanoita
kufunganya
rokutongwa
Genesisi 39:9 — ________ munhu mukuru muno mumba kupfuura ini. Tenzi wangu havana kundinyima kana chinhu chimwe zvacho kunze kwenyu, nokuti imi muri mukadzi wavo. Zvino ndingaitirei chinhu chakaipa kudai uye ndichitadzira Mwari?”
norugare
pachena
Hamuna
2 Timoti 2:22 — Tiza kuchiva kwose kwoujaya, uye utevere kururama, kutenda, ________ norugare navose vanodana kuna Ishe nomwoyo wakachena.
mhosva
kuteerera
rudo
2 Petro 1:6 — napakuziva muwedzere kuzvidzora; napakuzvidzora, muwedzere kutsungirira; napakutsungirira, muwedzere ________;
umwari
murwi
muziso
Tito 2:12 — Dzinotidzidzisa kuti tirambe zvinhu zvisina ________ nokuchiva kwenyika, uye tirarame upenyu hwokuzvidzora, hwokururama uye hwoumwari munguva ino
kunamata
umwari
muziso
Tito 2:13 — takamirira ________ yakaropafadzwa, kuonekwa kwokubwinya kwaMwari wedu mukuru noMuponesi, Jesu Kristu
nani
tariro
nyasha
Link copied
Has this study helped you? Share a short or your full testimony — your story helps someone else find this site.
Save your progress
Optional. You never need an account to use this site.
Keep your quiz scores and your certificate if you change phone or clear your browser.
Restore progress
Restoring replaces the progress on this device, and any certificate you print afterwards will carry the name on the record.
