Bhaibheri Rinoti Kudini Nezve Kushingaira? — Nheyo · Magwaro eKJV ane Nhamba dzaStrong — Bible Quiz
For each reference below, choose what that verse teaches. Your score appears at the end.
This is the graded quiz. Pass it to earn credit toward your Ministry Certificate of Endorsement.
Proverbs 12:24 — ________ anoshingaira achatonga, asi usimbe hunopedzisira mukushanda somuranda.
Maoko
nzira
matanda
Proverbs 15:19 — Nzira yesimbe yakasoswa ________, asi nzira yavakarurama mugwagwa mukuru.
neminzwa
maropafadzo
namanyurusi
Proverbs 21:25 — Kushuva kwesimbe kunova rufu rwake, nokuti ________ ake anoramba kushanda.
murume
maoko
kuitira
Ecclesiastes 10:18 — Kana munhu ari simbe, ________ remba rinosakara; kana achigarira maoko, imba inobvinza.
mutadzi
Munyaradzi
denga
Proverbs 19:15 — Usimbe hunouyisa hope dzakadzama, uye munhu asingashandi achafa ________.
nyota
nenzara
mutadzi
Proverbs 12:27 — Munhu ane usimbe haagochi mhuka yaabata, asi munhu anoshingaira anokoshesa ________ yake.
pfuma
mukutsamwa
usazvidza
Proverbs 11:27 — Uyo anotsvaka zvakanaka achawana ________, asi zvakaipa zvinosvika kune uyo anozvitsvaka.
nyasha
tariro
zvokudya
Hebrews 11:6 — Uye pasina kutenda hazvibviri kufadza Mwari, nokuti ani naani anouya kwaari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa vanomutsvaka nomwoyo wose ________ wavo.
nyasha
mubayiro
husingaperi
Acts 18:24 — Zvichakadaro, mumwe muJudha ainzi ________, chizvarwa cheArekizandiria, akasvika kuEfeso. Akanga ari murume akadzidza, aino ruzivo rwaMagwaro chaizvo.
naTimoti
Aporosi
kuSaipurasi
2 Peter 1:3 — ________ rake dzvene rakatipa zvinhu zvose zvatinoda zvoupenyu uye noumwari kubudikidza nokumuziva kwedu iye akatidana nokubwinya nokunaka kwake chaiko.
pavanhu
murefu
Simba
1 Peter 2:9 — Asi imi muri vanhu vakasanangurwa, uprista hwamambo, ________ rutsvene, vanhu vaMwari chaivo, vaakadana kuti muparidze kunaka kwaiye akakudanai kuti mubve murima, muuye muchiedza chake chinoshamisa.
kudenga
mukadzi
rudzi
Philippians 4:8 — ________ hama, ndinoti kwamuri: fungai pamusoro pezvinhu izvi zvose zvechokwadi, zvose zvinokudzwa, zvose zvakarurama, zvose zvakachena, zvose zvinodikanwa, zvose zvinoyevedza, kana paine chinhu chakaisvonaka kana chinorumbidzwa, fungai pamusoro pezvinhu izvi zvakadai.
Pakupedzisira
pachena
zvakanaka
Romans 12:1 — Naizvozvo, ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, netsitsi dzaMwari, kuti mupe miviri yenyu sechibayiro chipenyu, chitsvene uye chinofadza Mwari, uku ndiko ________ kwenyu kwomweya.
mudzidzisi
kunamata
chigumbuso
2 Corinthians 10:3 — Nokuti kunyange dai tichigara zvedu munyika, hatirwi ________ sezvinoita nyika ino.
kwavo
yavo
hondo
Romans 8:6 — Nokuti kufunga kwomunhu wechivi ndirwo rufu, asi kufunga kunotongwa noMweya ndihwo upenyu ________;
pachena
rudo
norugare
Isaiah 26:3 — Muchachengeta murugare rwakakwana munhu ane mufungo ________, nokuti anovimba nemi.
ibwe
mwoyo
wakasimba
1 Peter 1:13 — Naizvozvo, pfungwa dzenyu ngadzigadzirire kushanda, muzvidzore; muise, zvizere, ________ yenyu panyasha dzamuchapiwa pakuonekwa kwaJesu Kristu.
tariro
nyasha
nani
2 Peter 1:11 — nokuti muchagamuchirwa ________ mukuru muumambo husingaperi hwaIshe noMuponesi wedu Jesu Kristu.
rudo
nomufaro
kutongwa
Link copied
Has this study helped you? Share a short or your full testimony — your story helps someone else find this site.
Save your progress
Optional. You never need an account to use this site.
Keep your quiz scores and your certificate if you change phone or clear your browser.
Restore progress
Restoring replaces the progress on this device, and any certificate you print afterwards will carry the name on the record.
