Bhaibheri Rinoti Kudini Nezvakanaka Nezvakaipa? — Nheyo · Magwaro eKJV ane Manhamba eStrong's — Bible Quiz
For each reference below, choose what that verse teaches. Your score appears at the end.
This is the graded quiz. Pass it to earn credit toward your Ministry Certificate of Endorsement.
Proverbs 1:24 — Asi sezvo makandiramba pandakakudanai uye pasina kana mumwe akateerera pandakatambanudza ruoko ________
mukutsamwa
ndinoona
rwangu
Jeremiah 13:23 — Ko, muEtiopia angashandura ganda rake here, kana ________ mavara ayo? Saizvozvowo imi hamungagoni kuita zvakanaka, imi makarovedzera kuita zvakaipa.
ingwe
bharimu
vana
Genesis 2:8 — Zvino Jehovha Mwari akanga adyara bindu ________, muEdheni; uye akaisa munhu waakanga aumba imomo.
kumabvazuva
dangwe
pakutanga
Genesis 3:1 — Zvino ________ yakanga ina manomano kupfuura mhuka dzose dzakasikwa naJehovha Mwari. Yakati kumukadzi, “Ko, chaizvoizvo Mwari akati, ‘Hamufaniri kudya muti upi zvawo uri mubindu here’?”
mukaka
nyoka
utsi
Genesis 3:22 — Uye Jehovha Mwari akati, “Munhu ava somumwe wedu, anoziva zvakanaka ________. Haafaniri kutenderwa kutambanudza ruoko rwake kuti atorewo zvinobva pamuti woupenyu uye kuti azvidye, akazorarama nokusingaperi.”
nezvakaipa
muIjipiti
pangu
Genesis 8:20 — Ipapo ________ akavakira Jehovha aritari, uye akatora dzimwe dzemhuka dzose dzakanaka neshiri dzakanaka, akabayira zvipiriso zvinopiswa pamusoro payo.
Faro
Noa
Eri
1 Peter 2:24 — Iye pachake akatakura ________ zvedu mumuviri wake pamuti, kuitira kuti isu tife kuzvivi tigorarama zvakarurama; namavanga ake imi makaporeswa.
mhosva
zvivi
kwezvivi
Link copied
Has this study helped you? Share a short or your full testimony — your story helps someone else find this site.
Save your progress
Optional. You never need an account to use this site.
Keep your quiz scores and your certificate if you change phone or clear your browser.
Restore progress
Restoring replaces the progress on this device, and any certificate you print afterwards will carry the name on the record.
