🌐 Language
'Olelo Hawai'iAfaan Oromoobahasa IndonesiaBelarusianBrezhonegCebuanoChamorroChichewachiShonaChongthuCiyawoDanskDeutschEestiEnglishEspañolEsperantoeʋegbeFrançaisHausaHrvatskiIgboIlocanoItalianoKikuyuKiswahiliKiyombiKreyòl AyisyenLatinaLatviešulietuviųLingálaLugandaMagyarMahasuiMāoriNederlandsNorskPohnpeianPolskiPortuguêsQach’abelRomaniRomânăSanskritSetswanaShqipsrpski jezikSuomiSvenskaTagalogTiếng ViệtTonganTwiTürkçeUyghur tiliYorùbáÍslenskaČeštinaБългарскиРусскийУкраїнськаעבריתاردوالعربيةفارسیكوردی سۆرانیअहिराणी‎नेपालीभद्रवाही‎मराठीमानक हिन्दी‎हरियाणवी‎অসমীয়াবাংলাਪੰਜਾਬੀગુજરાતીଓଡ଼ିଆ‎தமிழ்తెలుగుಕನ್ನಡമലയാളംไทยဗမာἙλληνική中文日本語한국어+ Mitauro Yose
See More Jesus
chiShona

Jesu Ndiani? — Chikamu 2 — Bvunzo yeBhaibheri

Bvunzo yeBhaibheri

Jesu Ndiani? — Chikamu 2 — Bvunzo yeBhaibheri

Kubva parugwaro rumwe nerumwe pazasi, sarudza zvinodzidziswa nendima iyoyo. Zvawawana zvichaonekwa pakupedzisira.

Iyi ndiyo kwizi inoongororwa. Ipase kuti uwane mhindu inoenda kuChitupa Chinotsigira Ushumiri chako.

Zekaria 6:12 — Muudze kuti zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: ‘Houno murume anonzi ________, achakura panzvimbo yake uye achavaka temberi yaJehovha.
voga
yetende
Davi
Genesisi 14:18 — Ipapo Merikizedheki mambo ________ akamuvigira chingwa newaini. Akanga ari muprista waMwari Wokumusoro-soro
Gomeri
weSaremu
Jamini
MAPISAREMA 110:4 — Jehovha akapika, uye haangashanduki, achiti, “Iwe uri muprista nokusingaperi, worudzi ________.”
Dhatani
Rahabhi
rwaMerikizedheki
VaHebheru 7:1 — Merikizedheki uyu aiva mambo ________, uye aiva muprista waMwari Wokumusoro-soro. Akasangana naAbhurahama pakudzoka kwake achibva kundokunda madzimambo, akamuropafadza
weSaremu
paTroasi
kuRistira
VaHebheru 7:4 — Chingofungai kuti akanga ari mukuru sei. Kunyange natateguru ________ akamupa chegumi chezvaakanga apamba!
Nebhukadhinezari
vaAramu
Abhurahama
Mateo 26:26 — Vachiri kudya, Jesu akatora chingwa, akavonga akachimedura, uye akapa ________ vake, achiti, “Torai mudye; uyu ndiwo muviri wangu.”
vadzidzi
mweya
zvivi
Genesisi 49:10 — Tsvimbo ________ haingabvi kuna Judha, uye mudonzvo womutongi pakati pamakumbo ake, kusvikira asvika kumuridzi wawo, uye kuteerera kwendudzi ndokwake.
mudengu
youshe
njiva
2 Samueri 7:12 — Zvino kana mazuva ako akwana uye wazorora namadzibaba ako, ndichamutsa ________ wako kuti atore ushe hwako, achabuda mauri, uye ndichasimbisa ushe hwake.
mwana
wesuo
panjodzi
MAPISAREMA 132:11 — Jehovha akapika mhiko kuna Dhavhidhi, mhiko yechokwadi yaasingagoni kushandura achiti, “Mumwe wechizvarwa chako ndichamugadza pachigaro chako ________
muromo
choushe
muranda
Jeremia 23:5 — “Mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “pandichamutsira Dhavhidhi ________ rakarurama, Mambo achatonga nouchenjeri nokururamisira uye nokuita zvakarurama munyika.
Davi
Mhandara
upombwe
Mateo 1:1 — Iyi ndiyo nhoroondo yamadzitateguru aJesu Kristu mwanakomana ________, mwanakomana waAbhurahama:
waDhavhidhi
nzara
ibwe
2 Timoti 2:8 — Rangarirai Jesu Kristu, akamuka kubva kuvakafa, worudzi rwaDhavhidhi. Iri ________ vhangeri rangu
njiva
ndiro
dzake
Zvakazarurwa 22:16 — “Ini Jesu, ndatuma mutumwa wangu kuti akupe ________ uhu hwekereke. Ndini mudzi worudzi rwaDhavhidhi, Nyamasase inopenya.”
mwenje
dzidziso
uchapupu
Mateo 3:16 — Jesu angobhabhatidzwa, akabuda mumvura. Panguva iyoyo ________ rakazaruka, uye akaona Mweya waMwari uchiburuka senjiva uye ukasvikogara paari.
kukunda
nyaya
denga
Johani 1:32 — Ipapo ________ akapupura uchapupu uhu achiti, “Ndakaona mweya achiburuka kubva kudenga akaita senjiva akamhara pamusoro pake.
Abhurahama
Josefa
Johani
Mateo 28:18 — Ipapo Jesu akasvika pavari akati, “________ rose kudenga napanyika rakapiwa kwandiri.
Simba
pano
muprofita
Johani 14:16 — Uye ini ndichakumbira Baba, vagokupai mumwe ________ kuti agare nemi nokusingaperi
achifunga
mutadzi
Munyaradzi
VaHebheru 8:1 — Shoko guru pane izvozvi zvatiri kutaura ________ iri rokuti: Tino muprista mukuru akadai, akagara kurudyi rwechigaro chaIshe kudenga
venhaka
ndiro
kumarudzi
VaHebheru 7:14 — Nokuti zviri ________ kuti Ishe wedu akabva kurudzi rwaJudha uye pamusoro porudzi urwu Mozisi haana kumbotaura zvavaprista.
kufa
zvavo
pachena
VaHebheru 4:14 — Naizvozvo, zvatino muprista mukuru kwazvo, akapinda napakati pamatenga, Jesu Mwanakomana waMwari, ________ kutenda kwatinopupura.
dzavakuru
vanodaro
ngatibatisisei

← Dzokera kuchidzidzo